Zvauya Sei? Songtext
von Oliver Mtukudzi
Zvauya Sei? Songtext
Zvauya seiko baba?
Zvauya seiko baba?
Zvauya seiko baba?
Zvauya sei kugarovengana
Kugarotukana
Kugarosemana?
Inga tiri vanhu vamwe chete
Pfungwa dzedu dzimwe chete
Maitiro edu mamwe chete
Mitupo yedu mimwe chete
Zvauya seiko mhamha ava?
Zvauya sei kugaro vengana? (Zvauya seiko baba?)
Zvauya sei kugaro tukana
Kugarovengana
Kugarosemana? (Zvauya seiko baba?)
Baba wee baba vangu, baba wee baba
Baba vangu kani baba (zvauya seiko baba?)
Inga tiri vanhu vamwe chete
Pfungwa dzedu zvimwe chete
Maitiro edu mamwe chete
Mitupo yedu mimwe chete
Zvauya seiko baba vangu?
Zvauya sei kugaro vengana?
Zvauya seiko baba?
Zvauya sei kugarosun′ana
Kugarotukana
Kugarovengana? (Zvauya seiko baba?)
Baba wee kani baba vangu
Baba wee baba, baba wee kani baba (zvauya seiko baba?)
Baba vangu, baba wee
Baba vangu, baba wee, baba vangu, baba kani (zvauya seiko baba?)

Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com