Songtexte.com Drucklogo

Raki Songtext
von Oliver Mtukudzi

Raki Songtext

Varipo varume vanorarama neraki
Iripo mikono inorarama neraki
Isingazive pane anochengeta
Zvichida ariko kumusoro
Anoyambutsa pazambuko
Kukuburitsa murutsva
Agonzvengesa panjodzi

Varipo varume vanorarama neraki (raki, munoritorepiko raki)
Iripo mikono inorarama neraki (raki)
Isingazive pane anochengeta (raki, munoriwanepiko raki)
Anoyambutsa pazambuko (raki)
Kukuburitsa murutsva (raki, munoritorepiko raki)
Agosvetutsa paminzwa uyo (raki)
Kukunzvengesa panjodzi (raki, munoriwanepiko raki)
Wozonzwazve lucky enough ndararama (lucky enough ndararama)
Ndinokunzwai lucky enough ndanzvenga (lucky enough ndanzvenga)


Haiwa varume vanorarama neraki (raki) (munoritorepiko raki)
Iripo mikono inorarama neraki (raki)
Isingazive pane muchengeti (raki) (munoritorepiko raki)
Anoyambutsa pazambuko (raki)
Kukusvetutsa paminzwa (raki) (munoritorepiko raki)
Agonzvengesa panjodzi (raki)

Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama)
Ndozonzwazve lucky enough ndanzvenga (raki) (lucky enough ndanzvenga)
Tinovanzwa lucky enough tararama (raki) (lucky enough ndararama)
Ndozonzwazve lucky enough ndapona (raki) (lucky enough ndapona)

Ndivavo varume vanorarama neraki (raki) (munoritorepiko raki?)
Iripo mikono inorarama neraki (raki)
Raki munoriwanepiko raki? (Raki) (munoriwanepiko raki?)
Raki munoritorepiko raki? (Raki)

Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama)
Ndozonzwazve lucky enough ndanzvenga (raki) (lucky enough ndanzvenga)
Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama)
Ndozonzwazve lucky enough ndapona (raki) (lucky enough ndapona)


Raki
Raki
Raki
Raki munoriwanepiko raki? (Raki) (munoritorepiko raki?)
Raki
Raki munoritorepiko raki? (Raki) (munoriwanepiko raki?)
Raki
Raki munoriwanepiko raki? (Raki) (munoritorepiko raki?)
Raki

Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama)
Ndozonzwazve lucky enough ndapona (raki) (lucky enough ndapona)
Ndinokunzwai lucky enough ndararama (raki) (lucky enough ndararama)
Ndozonzwazve lucky enough ndanzvenga (raki) (lucky enough ndanzvenga)

Raki
Raki
Raki
Raki

Songtext kommentieren

Log dich ein um einen Eintrag zu schreiben.
Schreibe den ersten Kommentar!

Beliebte Songtexte
von Oliver Mtukudzi

Quiz
Welche Band singt das Lied „Das Beste“?

Fans

»Raki« gefällt bisher niemandem.