Songtexte.com Drucklogo

Dona Songtext
von Winky D

Dona Songtext

Ndomabhebhi emudziva aya
Oskid ndinomaziva aya
ChiExtra

Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (-gona)
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (-gona)

Baby
Tarisa kana weave yacho
Havambogaya harizi rako
Mikono ikakuona busy yacho
Rakasimba CV rako
Muriko here ndimi vana Manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha guvhu
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi


Ahaaha
Smart yako haisi yekusikiza
Vasina homwe dzakasimba vanotiza
Wakarova mucheno wembikiza
Vaya vemari dzakareba unovayitisa
Ndiwo mabhebhi asingade tsvina
Asingadi kumbunyikidzwa, Sarafina
Asiri mbombera kunge chitima
Kunzi kavhure muromo tanga nedinner

Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (-gona)
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (-gona)

Baby
Tarisa kana weave yacho
Havambogaya harizi rako
Mikono ikakuona busy yacho
Rakasimba CV rako
Muriko here ndimi vana Manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha guvhu
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi


Ahaaha
Ndichanokumbirira kumachembere (kuchembere)
Kuti vakutendere
Parutivi pangu uswedere
Ndega panyama zvingandiremere
Unemunyati
Ende pasmart
Murimadzisahwira evhati
Ndichatsvaga makwati

Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (-gona)
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (-gona)

Baby
Tarisa kana weave yacho
Havambogaya harizi rako
Mikono ikakuona busy yacho
Rakasimba CV rako
Muriko here ndimi vana Manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha guvhu
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi

Muriko here ndimi vana Manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha guvhu
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi
Kudziya kwacho kunga juzi, juzi

Songtext kommentieren

Log dich ein um einen Eintrag zu schreiben.
Schreibe den ersten Kommentar!

Quiz
Welcher Song kommt von Passenger?

Fans

»Dona« gefällt bisher niemandem.