Songtexte.com Drucklogo

Zvatakabva Kuhondo Songtext
von Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited

Zvatakabva Kuhondo Songtext

Dai taiziva kuti kuno kune nzara zvatakabva kuhondo ngoma ichirira
Vakomana tisina ku-, tisina kukunyeperai
Hiye, ha-ha-heya, ha-ha-heya

Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti unemombe
Iwe usina dzaunadzo?
Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti unepfuma
Iwe usina yaunayo?
Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti urishasha
Iwe usina zvauri?
Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti unemhuri
Iwe usina yaunayo?

Dai taiziva kuti kuno kune nzara zvatakabva kuhondo ngoma ichirira
Vakomana tisina ku-, tisina kukunyeperai
Hiye, ha-ha-heya, ha-ha-heya

Dai taiziva kuti kuno kune nzara zvatakabva kuhondo ngoma ichirira
Vakomana tisina ku-, tisina kukunyeperai
Hiye, ha-ha-heya, ha-ha-heya

Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti unemombe
Iwe usina dzaunadzo?
Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti unepfuma
Iwe usina yaunayo?
Haunyari here hee, kufamba uchitaura iwe, uchiti unemhuri
Iwe usina yaunayo?

Songtext kommentieren

Log dich ein um einen Eintrag zu schreiben.
Schreibe den ersten Kommentar!

Beliebte Songtexte
von Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited

Quiz
Welcher Song kommt von Passenger?

Fans

»Zvatakabva Kuhondo« gefällt bisher niemandem.