Songtexte.com Drucklogo

Åk dit Songtext
von Timbuktu feat. Chords

Åk dit Songtext

nguva iyoyo yasiya yataura

nanhasi kuroorwa kurikudini

izvizvekuty une dhimoni rekusaroorwa

hazvioneki pakusapfimbwa

bata manzwi aya

izvezvi so kana vakomana vachikutevera vachirovana vachinetsana unenge usina
dhimoni tekusaroorwa
nyamba dhimoni harambidze akomana
asi rinorambidza anoroora

parikubatika zvakanaka

vakomana ndinzwei zvakanaka

wekuswera naye muchitandara hashaike

asi mukadzi

vachikuda so

unoti haiwa unosarudza waunoda

vanouya vachitamba newe

vamwe vedu muripano apa

makavhiringidzwa nenyika

wese ango uya haugoni kuramba


uchinamata zvaurikuita izvi

mumwe arikudeedzera uyo

chii chirikuitika pauri

mufundisi madhimoni
anondinetsa panemweya iri pandiri yekusaroorwa

madhimoni acho kana atumidzirwa nevavo ano oparata sei

rekusaroorwa rikatumirwa rikasvika kugara pamwanasika

rino opareta sei pamwanasukana

haringouya kusvikoti hauroorwe

rinokonzera kuita zvinhu zvinosaka usadini

ndozvinokonzera kuti wese waunenge wadanana naye
hamurambane musina kumbosangana

masangana ndipo paunoti
mufundisi i dont no sei ndisi kuroorwa

nyamba dai waka chenjera
waiti musi waakakupfimba
paanoti ngatisanganei iwe woti handidi


oti ngatisanganei woti handidi
why paunoramba kudaro
chacho chiriku pusha
kuda kusangana newe
ndicho chinosaka aende
kunotsvaga mari yekuroora

zvino ukaera wachipedza ichocho
nhai imi vabereki muripano apa
nduudzeiwo kana uchiwana mkaka wemahara nenyama yemahara unotengerei mombe yacho

shungu dzaurikupedza idzi
ndodzakatibata tikaenda tikanotinha mombe tikaroora
vaswera vachironga muchato makeke eyi nawo

urikubviswa value
namadhimoni akapinda mauri

kuchinja hauchinje tongokuona wakaita zvawakaita izvi

wava juice card rinonosara tine number but raka juswa kare value yakaenda

Songtext kommentieren

Log dich ein um einen Eintrag zu schreiben.
Schreibe den ersten Kommentar!

Beliebte Songtexte
von Timbuktu feat. Chords

Fans

»Åk dit« gefällt bisher niemandem.