Serevende Songtext
von Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited
Serevende Songtext
Koo ndoita seiko vakomana?
Koo ndoita seiko vana amai?
Koo ndoita seiko vana baba?
Koo ndoita seiko vana ambuya?
Koo ndoita seiko vakomana?
Koo ndoita seiko vana sisi?
Ko ndongodzungaira mambo
Ho ndongodzungaira mambo
Ko ndongodzungaira mambo
Ho ndongodzungaira mambo
Ho ndongodzungaira mambo
Ho ndongodzungaira mambo
Hupenyu hwangu vakomana
Hupenyu hwangu vana baba
Hupenyu hwangu vana sisi
Hupenyu hwangu vana amai
Hupenyu hwangu vasikana
Amai vangu hapachisina
Nababa vangu hapachisina
Sekuru vangu hapachisina
Hanzvadzi yangu hapachisina
Natete vangu vakayenda
Hama dzangu dzakapera, ihe, ihe, ihe
Ngore-iye-iye sere, serevende iye-iyere (ngore-iye-iye sere, serevende)

Hama dzangu dzakapera

Writer(s): Thomas Mapfumo Lyrics powered by www.musixmatch.com