Vana Vangu Songtext
von Killer T
Vana Vangu Songtext
Hoty property
Uuh, uhuu, uhuu
Vana vangu
Ndimi vanhu vandinoraramira (raramira)
Kutonga kwaShe
Hatina munhu watingarambira
Vana vangu ndimi vanhu vandinoraramira
Kutonga kaShe
Hatina munhu watingarambira
Mweya wangu uchazorora
Kana nguva yakwana uchazorora
Asi chandinochemera vana vangu musasare muchitambura
Zveshuwa uchazorora
Kana nguva yakwana uchazorora
Asi chandinochemera vana vangu musasare muchitambura
Ndaida kuti ndigadzirire future,yenyu
Kugadzirira zvinhu,nepfuma yenyu
Handidi kuti vazochema neni
Mhosva dzese vachipira ini
Inini zvangu izvozvo handidi
Asi zvikaitika ndingadini
Uchazorora
Kana nguva yakwana uchazorora
Asi chandinochemera vana vangu musasare muchitambura
Zveshuwa uchazorora
Kana nguva yakwana uchazorora
Asi chandinochemera vana vangu musasare muchitambura
Ndimi vanhu vandinoshandira
Ndimi vanhu vandinoraramira
Kuchema neni izvozvo handidi
Handidi kuti vazochema neni
Tinenge tichida kugadzirira nguva
Hatizvikwanise tava muvhu
Handidi kuti vazotambura
Vana vangu vachiyaura
Mweya wangu uchazorora
Nguva yakwana uchazorora
Asi chandinochemera vana vangu musasare muchitambura
Zveshuwa uchazorora
Kana nguva yakwana uchazorora
Asi chandinochemera vana vangu musasare muchitambura
Ndaida kuti ndigadzirire future,yenyu
Kugadzirira zvinhu, nepfuma yenyu

Zorora
Uchazorora
Vana vangu musasare muchitambura

Lyrics powered by www.musixmatch.com